FOR VIOLENT DEMOS ENDA KUNYIKA YEVARUNGU, SAYS ED

“Kana uine shungu dzekupisa zvinhu kana maviolent demonstration enda unoita kune imwe nyika yavarungu kwavakakumbira masanctions. Muno tinoda runyararo. Toda kuwirirana. Toda kuvaka nyika yedu” – @edmnangagwa pic.twitter.com/2qfUc5gffA
— Ministry …

"Kana uine shungu dzekupisa zvinhu kana maviolent demonstration enda unoita kune imwe nyika yavarungu kwavakakumbira masanctions. Muno tinoda runyararo. Toda kuwirirana. Toda kuvaka nyika yedu" - @edmnangagwa pic.twitter.com/2qfUc5gffA — Ministry of Information, Publicity & Broadcasting (@InfoMinZW) December 18, 2019